Imi busy nemasamIba iye busy zvake negym …Tea iya haishande zvayo l wasted my moneyInoshanda sei tea yacho uchiimwa nema gwinya
Why do i suspect kuti i ghost ra Tanya its usually the closest circle who do sh*t like this🤔Hi it's 4am kune vachiri vakamuka seni here ?Hamawe mati hope dzambozouya here? Chinguri ndakamira husiku hwese ndakatarisa 👀 kugedhi pipping through the curtain 👀kutya, kudikitira nekuzvimamira kuti pamwe ndingasvikirwe nevanhu vaPokello. It's not easy basa rangu iri. Pokello before wandipfekedza apology jersey. Ndokumbokubvunza kuti ndeipi iri kutambika pamaphoto two awa? Pokello usapinza vamwe pressure hona the difference between no filter ne with filters. Hahaha!🤣🤣🤣 vaya vachati heee koini musazvinetse henyu kutsvinda pandiri ndopakaperera sarungano.
Mbinga isina wayakabatsirawo itori useless mbinga. Matter roooofuu fact. Haisi mbinga to us. Imbinga kuden kwake🏃♀️simburuNdangoti hangu even akaita bhegi rine mubvuri rongofadza iye paden pake. Achiita yaanolavha. Mupfiganebwe semu semu...🏃♀️Pane ainyima zvese nehama paakaita maperembudzi akafa akatsamhira gomo reme USAaaaa....inongosara pano. Aim to be remembered even by one munhu anongoti haaaa nhingi uya Ngaaropafadzwe❤️😃
MYSTERY ??? 🤣🤣🙆♂️...Why not simply acknowledge and give a successful business man respect and credit where its due ??? I work way too hard and I'm sick and tired of having to be apologetic about money I earned legitimately!!! I go through sleepless nights through the years preparing impeccable tender documents in time for submission deadlines in Mozambique ,Zambia , Malawi ,South Africa ,Tanzania and Kenya.!!! Too much pain I’ve endured so it's NOW MY TIME to enjoy THE HARD WORK...CRITICS please be a little more patient , i have a lot more in store for you...💰💰💰...💪💪💪...🙏🙏🙏 .
Mai TT kungomuona hedu achifamba akangofanana neKwekwe pasi pese pakapera basa nemakorokoza
Vana kapfupi ,mukadota ana parrafin vakaita mbiri yemadramma kwete tsvina yatirikuona iyi Havana kumbogara vavhura makumbo
Musikana webasa waMadam Boss vs waMai Titi 🔥🔥🔥Sei muchifananidza maiBee nechikwambo cheumwe munhuSaka mofananidza Mai bee nekanhu kasina Basa Sei 😂😂ungafananidza mukadzi chaiye nengito here washaya kkkk
Uyo akambotanga achida kuzviita akapenga kt haadi zanu anomira ne ma youth arikutambura😂😂😂😂ma promoter akabva andzi musamuoe basa ndiye artist 1 kubva last year asina kaan kumboshanda ongade kupesana ne zanu ochirikuroja mpfana kwasara Winky D DiBigman hanti urikuwona kt zanu yakakudzwanya hausikuita kana ma shows ma zimba anongomira newe pa fb hapana hlp yavanokupa,musafire mazimba asingatengi music yenyu
Zozo une mawara fani why usina kukokawo ana mummy vedu kumarooro emwana wako? 😭😭😭😭😭😭😭😭😭Kkkk senge feli haaifanirwa kutombomusiya hake cz kumaroro ake na Tinashe akamukokawo wani + haaizive kuti ndo big celebrate re mu zim
:Nhai veduwe chimbondiudzaiwo mbiri yamaipa mwana uyu kuti akanaka ndeipi ini handikuone kunaka kwake ini anotoita kunge murumeAkushata nekukura kukura kwakashata guys