Celebs

April 15, 2023

Obina Uchechukwu Maitt X Husband Arikutsvaga Dj Ola Starfm Kuda Kutaura Nyays Dzake Paradio

Obina Uchechukwu Maitts X husband Oga Ave kutsvaga Dj Ola star fm ati anenyaya dzakawanda dzekutaura. Oga ava vane drama dai vamb9tanga kugeza guru regumbeze vozouya kuradio. Taona taenjoyer zvedu vauya kuradio zvakaoma

April 15, 2023

Maitt Vonzi Vanonybera Tapiwa Mutikani Kuti Ndiye Akavapa Chirwere Yet Ndiye Anongoti Chero Yauya Pinzai Muchibereko Munhu Wepi Anorara Nevarume 7 Pagore

Munyori oti  Maitt munhu wepi asinganyari kunyebera Tapiwa Mutikani hanzi ndiye akandipa chirwere yet ndiye anongoti chero yamira fongo fongo pindar mudurure muchibereko. Munhu wepi anorara nevarume 7 pagore role model yemumama. Vanhu Vezvikwereti ava vakatsamwa 

April 14, 2023

Maitt Voudza Vanhu Vezvikwereti Muchasvotwa Zvenyu Court Haina Zvainondiita They Will Keep Postponing And Handina Mari Yandinobvisa

Kumarounds Hakuna Court inokubatsirai Itai Zvena rounds at your own risk kunyura mari makasvinura sematemba chete mazimbaa hamudzidze. Maitt said chakanakira ma Court they will keep postponing until masvotwa and hauna mari yaunobisa kusvika partway Court ruling.munofunga Court inongoti ipapo ipapo manje hazvidaro .

April 11, 2023

Ketina Onzi Madya Ako Ako Aneta Akuita Semvura Iri Muplastic Bag Sis Was Dancing KuZimfest UK

Kettina the boss wig mother vonxi "Vanhu vanozvida zvekutamba vakafuratira Ketile ketile see what was happening madya ako Anita akuita several iri muplastic bag .  

April 07, 2023

Mama Vee Na Chipo Vasiya Vanhu Vakuchema Kuti Va Mugabe Makatisiireiko Ngochani Dzakungoita Zvadzada MuZimbabwe

Vanhu vamadam boss voti "please madam boss ngwarirai mama Vee inyoka karume ako muzvinaguhwa,kwafeli ariko kwa Chipo ariko kwako anouya so ngwarira tsvuku kuviri uyo rumen rine makuhwa. Dai vamugabe varipo varume vachoita sevarume .

April 07, 2023

Fadzai Mahere Said They Freeze Bank Accounts Yet Gold Mafia Uses Bag Of Cash We Need New Leaders Zanupf Musatione Semasasikamu

CCC Spokesperson Fadzai Mahere Said we need new leaders,if you are serious suspend Eubert Angel Gold Mafia his diplomatic passport .The documentary never said they keep money in Zimbabwean Bank accounts. Vanhu ava ngavasabva van yayaaa kuona macitizens senge nzira yavo yekutoilet vano jairira chokwadi 

April 02, 2023

Green Wedding Couple Arrested For Drug Trafficking

NDLEA declare Mummy G.O., influencer couple (Igho and Danielle Allen), wanted for allegedly spearheading a dr¥g cartel and recruiting teenage girls into dr¥g trafficking in Nigeria The National Drug Law Enforcement Agency, NDLEA, has declared a Port Harcourt, Rivers state based popular prophetess and founder of Christ Power Adoration Ministries, Faith Ugochi and a celebrity couple: Igho Ubiribo and Danielle Simba Allen wanted for recruiting teenage girls into dr¥g trafficking while they serve as the arrowheads of an international syndicate operating from Los Angeles, USA. According to a statement by Femi Babafemi, the spokesperson of the agency, the lid was blown off the cartel when NDLEA operatives at the NAHCO import shed of the Murtala Muhammed International Airport, I

April 01, 2023

Tatelicious Tells Mai TT Olinda Is Higher Level Than You Dai Ndisina Kucheka Ndaikupai Nhumbu Mese

Its ok bhebhi #reHOMWE Zvakwana , Level rako nera mbuya mderere it's different. Mese henyu ndokudai zvekuti dai ndisina kusvotora Sika Rudzi ndingadai ndakakupai nhumbu Mese Muri 2 But ndangosarwa neburi rine mvura hangu ,iMVURA DZEGA DZEGA CEASE FIRE SEXY SWEET OLLY Love you #Mai_Nkomo #Homwe_iHomwe

March 02, 2023

Mai TT Kahudofo Kutora Chimbadzo Chine 91% Interest Ndosaka Vanyura Muzvikwereti

Mai TT has 1 million followers how she has managed to get such a following is a shock , further more is how she has failed to capitalize on her huge following is another shock. After reading a post on Mafira Kureva of how Mai TT used a micro lending company to borrow $6200 and used her car as collateral, you start to realizd that not having education is a curse. Looking at the contract, which Mai TT signed she agreed to pay company an interst rate of 91%. Since Mai TT is drowing in Zvikwereti the $6200 which she borrowed will be worth $12400 in a few months.  Nechishona so that mese munzwe Mai TT vakakwereta chimbadzo che $6200 vakabvuma kuzobhadhara mari yacho yaya $12400 , mafungiro akadai anoratidza kuti chikoro chakakosha.

February 27, 2023

Mai TT Fires Back At Ketina Iwe NAMA Is Event People Mix Mingle & Take Photos Usarwadziwe Ndakatora Photo With Madamboss

Nama was an event were people mix and mingle greet and take pictures , if someone asks for a picture there s no way you can refuse because you have issues, the event was an event of celebrating not giving each other cold shoulders.  I’m amazed at people who create stories out of a picture wich only took a minute to just capture and go back to our business.  I quote some putting captions like saka muchaita seyi? All because of a picture .  Why not write its good to see Artists together ?  There s absolutely nothing behind or after the pictures they were just pictures nothing more .  Let’s spread peace 

52 53 54 55 56