Police in Harare have arrested two men on allegations of impersonating members of the security services.
- Jan 03, 2026
- 127
Uyu ndiye mukadzi wekuchekwa chekwa nebanga neformer husband yake kuBindura. Zvanzi ayiti ndakanzwa kuti urikuhura. Akamucheka nebanga ndokumupisira imba yake as well. Ngatinzweyi achitsanangura.Varume havadii kurambwa vanoda variivo vachitsvinyaa zvakaomaUyu ndiye mukadzi wekuchekwa chekwa nebanga neformer husband yake kuBindura. Zvanzi ayiti ndakanzwa kuti urikuhura. Akamucheka nebanga ndokumupisira imba yake as well. Ngatinzweyi achitsanangura. ...
Breaking: kuNorton kune murume awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.Murume awuraya Mukadzi kuNorton achiratidza mapurisa kuti amuuraya seyi. Awuraya mukadzi wake ndokumusunga mawoko nepant rake then makumbo ndokumusunga neSkirt yake ndokunomurasa kumaHuswa.Wari kuti Tete , tete miswai imi . Tete wari kurwadziwa uye wakatakura kurema , unenge waudzwa nemwana we hanzvadzi kuti Tete ndatambura mu marriage , iwe woti shingirira mwana we hanzvadzi, then zvozosvika apa pfungwa dzinotenderera . Un...