Videos

PHD Ministries

  • October 05, 2025
  • 234

Kunyepera Kupusa Chaiko Hazvina Kuzopera Mushe

Kunyepera kupusa chaiko chii chakadaro kana muridzi asina kuisa iwewe woisa manje zvinorevei . It’s good hake akumbira ruregerero awona kuti akatadzamusikana uyu aisa video re lost in ashes kutick tok maiweee ange apinda busy mai tt vatombomu poster vachimutsvaka ndopaazoisa this video         achikumbira ruregerero. But pachokwadi she was wrong zvake musikana uyu why ku leakosa video ndiko kuroya regai mai tt first vadzosa mari dzavo veduwe. She worked so hard for this . Anyway page rake gone maita basa apa I stand with mai tt zvangu ...

  • October 04, 2025
  • 393

accident this morning at the corner of Tongogara and Blackstone road in the avenues

SAD ?| Pane accident this morning at the corner of Tongogara and Blackstone road in the avenues in which a Kombi driver adonherwa neKombi yake ikamupwanya musoro while fleeing from a police motorbike. Afira on the spot.Saka agonei manje ?         Mapurisa anouraya vanhu here ? What amount can be equated to life ?Mapurisa akaramba achisekererwa topera tese kufa akungoda kumamiswa chete.       Zimbabweans are too soft for absolutely nothing.Zvaizvezvi Police yeZm mhata dzana mai venyu mangwanani kusvka manheru nepakati pehusiku ...