News

August 29, 2023

Vane Vezimbabwe Havachadi Nhamo Voti Ngatibatanei Tibvise ZANUPF Kusiri Kufa Ndekupi

Takasa zvita Hapana Mumwe Munhu Achaiya or imwe Nyika ichauya zoti Batsira   Takatya Tisu Tichakwarira mukati Generation ichangofa Pasina Chainacho        ,๐Ÿ‘†๐ŸพKusiri kufa ndekupi #zimyouthmovement We have To Raise our Voice and say no to ZANU PF. #ZanupfMustGo     Signal Loading........ Signal Loading........   #OccupyHarareStreet #OccupHarareStreet          #ZimyouthMovementHandidi hangu kuHotSpoter vanhu ruvengo but dai takabatana chaizvo nenhamo yataoneswa neZANU dai taita action and Action yacho inofana kutangira pakuita Unfollow ana Java nana Holy Ten. Vanhu ava vari kufarira kiutambura kwedu chero ivo zvavo zviri right and vakuita Mari nekuvaFollower kwatoit

August 29, 2023

America SADC And AU Voti Zvaikozvino Zimbabwe Haina President Nekuti Zvakabuda Musarudzo Hazvisiri Izvo

America inoti yave kutaura nevatungamiri venyika dzemuSADC nezvekuri kunzi nevakawanda kusambiswa zvakanaka kwesarudzo neZEC.       Inoti pane mashoko kubva kune mamwe masangano akazvimirira oga ekuti vamwe vamiriri vemapato ezvematongerwo enyika vaimanikidzwa kusaina magwaro ekubirira mukuverengwa kwemavhoti.           America yakurudzira ZEC kuti inofanira kuburitsa zvakabuda pose pakavhotwa kana kuti polling station kuti pasaite mutauro. Asi hurumende yeZimbabwe iri kuti ko America inodei pahuku yemweni? Munoiona sei nyaya iyi?

August 29, 2023

ZEC Removed 2023 Elections From Their Website Vapedza Voti Imimi Verengai Zvakanaka Hamusi Kugona Maths

๐—ž๐—ผ ๐—ญ๐—˜๐—– ๐—ฟ๐—ฒ๐—บ๐—ผ๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฑ ๐Ÿฎ๐Ÿฌ๐Ÿฎ๐Ÿฏ ๐—ฟ๐—ฒ๐˜€๐˜‚๐—น๐˜๐˜€ ๐—ณ๐—ฟ๐—ผ๐—บ ๐˜๐—ต๐—ฒ๐—ถ๐—ฟ ๐˜„๐—ฒ๐—ฏ๐˜€๐—ถ๐˜๐—ฒ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ kuita kudzura ๐Ÿ™ŒZvakaoma zvezimbabwe munhu akaroya Zim haana tsitsi akanokora tsoka akanoikanda mugungwaLet me explain .maresults akabuda aye have been calculated aita 103% all together instead of 100%.       So which means haasi echokwadi . Chigumba said anoita zvaaudzwa ne parliament which means she is working under threat. .bhora musango fake results sadc refused to sign president in so hatina president .         Zanu have to talk nicely to chamisa now he is their last hope ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚โ˜๏ธโ˜๏ธโ˜๏ธโ˜๏ธZec yabvisa ma results pa website pavo saka at

August 29, 2023

Zanupf Be Warned Prophet Chiwenga One Muporofita Wechokwadi Akaoneswa Chaizvo Pamweya

Good Morning Munhu waMwari, one munhu akanzwa Izwi rechokwadi kare ,akatirairidza zvese izvi nekupera kwazvichaita..as       Zimbabweans we should protect this guy ..agreeing or not who cares,i thank Jah Jah that he is one of ours..the only one who speaks the mind of God after the Late Evangelist Chiweshe..๐Ÿ™๐Ÿพ๐Ÿ™๐Ÿพ๐Ÿ™๐Ÿพ       Chokwadi munoti henyu hee mwari matirasa Zimbabwe,,, munoda mwari vadii kana tiine mbeu dzakadai ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ

August 26, 2023

Joanah Mamombe Orakasha Zanupf Pa Harare West Haiwa Ngaapinde Hake Mukomana

Joanah Mamombe orakasha vanhu paHarare West kunge ari kuUzumba Marambapfungwe neku nzimbe     Well done our beautiful womanThe below defeats are mount watering. ….      Temba  Scot  Mthuli       Marvellous Lord!Well done girl well done let them pack n go well done girl tell them people didn't want them before come on citizens of Zimbabwe congratulations

August 26, 2023

Nevers Mumba Lets Apreciate Varamba Kutengwa SADC Yazviramba Zvemahumbwe EZEC Ne Zanupf

๐ŸŸจ*SADC Observers Report*   1. Delimitation was a flawed and unconstitutionally executed process    2. ZEC failed ro release the Voters Roll on time for Candidates to Audit    3. The fee charged for the Voters Roll was restrictive to candidates    4. CCC Rallies were disrupted by the Police thereby denying the Citizens their right to Freedom of Assembly    5. The Patriotic Bill is unconstitutional as it attacks the Freedom of Speech    6. Kasukuwere’s disqualification was unconstitutional    7. The Nomination fees was restrictive (from 1000Usd to 20 000USd)       8.Sadc yazviramba zvemahumbwe eZEC neZANU. Kutitambisira nguva. Kwanzi chinhu ichi ngach

August 26, 2023

Nakamba Kubva Zvaakaonana Ba Dambudzo Akungodzungaira Muground Akaberekeswa Mweya Wetsvina

Panenge pafamba mweya usina kumira mushe, Kubva zvakaenda kuFarm akadzoka akaberekeswa chete, sezvakamboitwa gore riya futi ku Aston Villa       Arikungodzungaira mugroundIye ane dzungu blaz uyu,unoramba uchimhoresana ne munhu akaita kuti uwonekwe kunge rombe pa Villa apa

August 26, 2023

ZEC Chigumba Why Anounce Presidential Elections Ka Murikutyei Chamisa Akurovai Chematsenga Nzungu

Both ZANUPF and CCC are claiming presidential election victory.   The victory of either the opposition leader, Nelson Chamisa or the incumbent president, Emmerson Mnangagwa will be resolved through V11s.   Both the opposition CCC and ZANUPF said that they had polling agents at every polling station, so their victory claims shouldn’t be difficult for them to verify.   Any claim to victory without V11s is a waste of time.   To avoid unnecessary blood pressure, let us wait for the production of the V11s.Chamisa has won the presidential vote by a wide margin. They can’t explain it..Repeat of 2018 i believe politicians vanotamba nesu.       ndopaizotaurwa mabig grammar naadvocate Mpofu but malaba akapa Emer .Zimb

August 26, 2023

Zanupf Yoti Hatisi Kuita Mamwe MaElection SADC Snd AU Haritonge Nyika Nepen Nepaper Takarwa Hondo

Can SADC or AU run another election with their budget to avoid the intentional poor planning to rig and intimidation of voters , we don't want to hear that the recommendations given should be used in the next election, we have suffered enough we can't go with the same recommendations talk.         Something has to be done to allow the will of the people to prevail.we can't suppress the will of a country with recommendations and continue with a government they didn't vote for.       Chris Mtsvangwa responded on behalf of ZEC. It clearly shows who runs the electoral system. Making the situation worse for themselves.

August 26, 2023

AU And SADC Voti MaElections Aitwe Rerun They Were Not Credible

Zimbabwe’s election was not credible, reports today’s NewsDay-Zimbabwe based on SADC and African Union observer mission reports.         For the first time in Zimbabwe’s electoral history, the regional body SADC has trashed the election process using the evidence which was on show for all to see of shambolic planning, voter intimidation and suppression, and election rigging!       The central question now in the minds of many is what happens when an election has been declared not credible?

31 32 33 34 35