Celebs

April 28, 2025

Kombi DRIVER Uyu Ndiye Achaudza Vamwe Akwrshera Mota Ya President Mnangagwa

Waenda wrong way wobva wadhuma mota ye mukuru ibva waziva mudzimu wako wakurasha Follow iHarare Entertainment kuti uone video         yezvaitikaUyu ndiye achaudza vamweNdokumbirawo mumamise maKombi drivers ese ndapota zvanguApa kombi inenge yakanzi Geza power aka bombshell

April 28, 2025

Ava Ndomukuru Varikubata Vakadzi Nevamwe Vavo Vabatwa Vabatata Vakadzi Vaya

In other news ndovakuru varikubata vakadzi vachibvaa kumabasa avo vova raper vapedza voti vanoda mari kubvaa kuhama dzevanhu ivavo kutaura kuno vane vanhu 4 vavabata icluding vana vadiki vaviri nevakadzi vaviri so vakadzi vabviswa hembe dzese kusarq vari musvo uye vachirohwa zvakayipisisa vasina kupfuka so vakadzi be careful kufamba nenzira dzekugurira muchibva kumabasa kana kunyengwa online         muchienda kumunhu wamusingazive munopinzwa busy zvichakadaro vamwe vakadzi vaviri zvakare vapupura kuti vakatombosangana nechitiko ichi asi Havana rubatsiro rwavakawana kubva kumapurisa emuno muSouth Africa avo va kidnapwa, kurikunzi kukudiwa R50 000 yekuti varegedzwe kana ikashayikwa varikuvimbiswa kuurayiwa zvichakadaro kune vamwe vane karuzivo nenyaya iyi v

April 28, 2025

Ane Humbowo Ari Kuziva Kune Vanhu Veku Kidhinepiwa Otaura Asi Arikutyira Hupenyu Hwake

Moreboys answer our calls uye kana pane munhu ari close to the police nenyaya iyi we i have all the info paari right now neshamwari dzake we can't post it pafacebook because it's sensetive anozo ziva!!! Please it's urgent please lot of giros are in danger please southafrica people help please ......mhaiweee zviri kurwadza ..Please         contact me we are so close!!!Investigations are at a very sensitive stage at the moment.Police is working very hard to make sure there's a breakthrough.All 4 people are still missing ,21 year old girl ,18 year old girl ,4 year old girl and 3 year old boy.   Police working on the leads ,your prayers are needed.Due to the sensitive of the case will only update when there's a breakthrough.

April 28, 2025

4 Vakabatwa ,21 year old girl ,18 year old girl ,4 year old girl and 3 year old boy

Investigations are at a very sensitive stage at the moment.Police is working very hard to make sure there's a breakthrough.All 4 people are still missing ,21 year old girl ,18 year old girl ,4 year old girl and 3 year old boy.           Police working on the leads ,your prayers are needed.Due to the sensitive of the case will only update when there's a breakthrough.   We had a briefing from the commander few minutes ago .           We are still camping at the police station until we get feedback.   Your prayers are needed even parents of the children are struggling with the situation.On the ground now ,I will go live soon but for now police have picked one person of interest

April 28, 2025

Ma Zimbabweans Why Tine Moyo Wakaipa Veduwe

Muzimbabweans sei muchiitira moyo wakaipa kudai nhai veduwe?Ndinogara udzwa nyaya dzakawanda dzema Zimbabwean ari diasprq ,nevari kunze muAfrica kunana South Botswana munoitira utsinye, munourayana pachenyu munodzingisana mabasa?why ruvengo rwakadaro              Huye guys I advice you my people musatenga maphone akabiwa nyangwe achipe sei vakomana  Inzwa imwe version yevakadzi vakidnapiwa 😢 😭 😿 😢 😭 😿

April 28, 2025

Vabatirwa Pa Bank Vave Kutora Mari Ne Police Video

Ava Ndomukuru Varikubata Vakadzi Nevamwe Vavo Vabatwa Vabatata Vakadzi Vaya         Mumwe Weabata Vakadzi Vaya Abatwa Mu Zimbabwean 😳😳👇👇

April 26, 2025

My son become more powerful than maVP acho 😴😢

Ana Jonathan moyo na mugabe aimboziva kuti ndomaperero azvichaita ndiani inguva chete independence inouya cheteInenge iriyo nyika YeZimbabwe yakadai munopaitasei ipapo         Mbavha dzaED dzese toda kudzimamisa chete mhata mose msatanyoko zviganandaPama President ipapo Sir Wicknell          Pfeeee Pfeee PfeeeMy son become more powerful than maVP acho 😴😢Chigananda Tsambarafuta chandinovona here icho chirikudongorera?Semunhu arikuziva kuti mdara rava Duzununu he has to be nearby

April 26, 2025

Dj Olla Opetwa

Haaaa uyu is captured seZBC uyu ainakidza achiri independentHe is a journalist and was supposed to be bold kubvunza futi about the arrest of journalists, including iye akatombosungwa nemutemo         usipo.Ollar, even the way he asks questions, you can easily tell he isn't that smartkuda kuvhundutsira Winky D because vanozviti they have power kumhata kwavo kubva kuna ed kusvika kuna towers

April 26, 2025

Lonlisha Ave Kudanana Na Emmerson Mnangagwa Junior

Pane munhu akambonyora ku live ku tick-tock kwa lonlish kut musamunzwire tsitsi arikudanana nemwana wa ED vanhu vaka attack comment iyoyo yuhwiiii ko ichokwadiLonlisha akudyiwa ku First Family       The 1st family have heavily invested in sekisi. Even the father loves toto maningiMunhu kadzi wese akawana mukana wekudyiwa ikoko anotoenda saka siyayi awana mukana adyiwe achidyawo mari yenyika         ndiye adii🤷‍♀️Akagona mwana anoda kuchengetwa maizomuchengetera here let her be .kunze kwakaoma uku .apinda uyu makawanda mokudawo kwa president ikokoUmmm zvepasi pano zvakaoma hapana kana gore haaa panga pasina true love saka kwaiva kutungana kwembudzi

April 26, 2025

Musikana Awanirwa Nyasha Mwarii Uyu

Moms vave home chilling . Thank you team Mzanzi bus vakazovatakura, at least Anna xvarema akaenda kumba . Vakadzi dzidxay kubva apa musaitiswe mujolo nekuda kwekushaya .Ichooo chawanirwa nyasha zvatotanga soo , friend yanku Alex Mafa akapa Tobias         mati ye passport nhasi adzokorora ati Vecco handikusiye mune zvakadai . After that sis vedu basa vakutoenda basa ravo tichazokuudzai vakushanda tatopedza navo ava . Asi vaye vanoda kusanoisa help yavo parizvino musarega . Tichadzoka ne update vave nema documents e ku traveller .

27 28 29 30 31