Celebs

May 25, 2025

Mukomana Osungiswa Ne Zanupf

Social media personality Thomas Chizhanje has reportedly received threats of arrest from a ZANU PF-affiliated Facebook page. On his           Facebook page, Chizhanje also revealed that he was contacted by a private number and warned to stop publishing disturbing stories about Parirenyatwa Hospital.        Over the past few days, Chizhanje has been sharing heartbreaking accounts of patients who allegedly died under questionable circumstances due to negligence. These posts appear to have drawn unwanted attention from within ZANU PF circles.

May 24, 2025

Wicknel Chivhayo Apedzerwa

Ndiko kuti chigunduru wauya ka ukuIni ndaona kunge ane ndeje kufa🤭🙌That's good....maiti Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life         was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe,   Oooooch this hurts😭

May 24, 2025

Vanhu Vazojamuka Manje Mu Zimbabwe

Tine problem yekungo bvuma zvese tongoti life goes on. Dambudziko hombe ku normalizer nhamo ne abuse.Number plate ye $500, ma citizens e nyika dzine ma youth ari focused haabvume kujairirwa ne nzira yakadaroThat's good....maiti     . Geza anopenga kaThis is a scam, daylight robbery,but why Zimbabweans tichiomeserana ,life was meant to be easy going,May God forgive me for being a Zimbabwean.my great great great grandfather should have looked for another village to locate to and not Dzimba dzemabwe,   Oooooch this hurts😭MaZimbabwe takanyanya kupusa, tikangonzwa chembere neharahwa dzichiti hondo nekuti mavakutengesa nyika totopeta miswe💔💔 vacho vanoti vakarwira rusununguko voyenderera mberi nehudzvanyiriri.     &

May 23, 2025

Emmanuel Makandiwa Brags

Uyu muchinda akatenga brand new car yake ega akatanga kudzidzira kudhiraivha pamota iyoyo. Nanhasi achinayo. Hapana mumwe munhu akamboibata. Inyasha dzakadii idzodzo.Ndakamunza achiti akatengerwa motor nemumwe mutendi             achigara kuBulawayo motor yekutanga .Hanzi Toyota corolla .Achiti ayi paka paWindow .Akaisa zvinhu zvakawanda kuitira matsotsi hanzi security system kupfura alarm.

May 23, 2025

Bhinya Iri Raibata Amai Chibh.aro Apa Amai Vake Vaive Bofu Vasingataure

Bhinya Iri Raibata Amai Chibharo Apa Amai Vake Vaive Bofu Vasingataure 💔💔🙏🏼🙏🏼🥊😱Kana vana usaiita hako kana vana unovapa munyama wauuiinawo, hope hauuna maa brothers           kana maa sisters, kana unavo wakavsorera mhosva hombe isingaperi iwe.Mhata enda unofa there Hauna respect face inenge j**** hell is waiting           for you zidzoro rakazara maseseNgoziiiIwewe futisoo pawaidya bota waidya wega nhasi wakushupa vanhu. Dayi wauri umwe panguva iyoyo waka wakatokumbira rubatsiro rwekutsvaga mukadzo

May 22, 2025

Geza Maiti Arikuita Drama Honaika Zvayendwa

Dear Commander, We, the citizens of Zimbabwe, have delegated Blessed Geza to represent our collective voice and highlight the urgent need for your intervention in the face of widespread state capture and corruption allegedly orchestrated by President Emmerson Mnangagwa and his associates.         Despite substantial evidence, there has been a lack of meaningful investigation or accountability, fostering a culture of impunity. According to Section 212 of our Constitution, the Defence Forces are mandated to preserve peace, protect territorial integrity, uphold the rule of law, and safeguard democratic institutions. We bring to your attention the following critical concerns: Allegations of the President’s involvement in corrupt activities, res

May 21, 2025

A HARARE man, who broke his wife’s heart

A HARARE man, who broke his wife’s heart when he had a child with his girlfriend in an extramarital affair, has struck again after stealing US$210 from his wife and selling the couple’s refrigerator, TV and a solar battery to fund the funeral after the kid died.   HARARE man, who broke his wife’s heart when he had a child with his girlfriend in an extramarital affair, has struck again after stealing US$210 from his wife and selling the couple’s refrigerator, TV and a solar battery to fund the funeral after the kid died.       Elliot Maruye confessed to stealing money from his wife, Sirena Mutisi, and selling the fridge, TV and solar battery to raise money to fund his child’s funeral.He appeared at the Harare Civil Court ye

May 21, 2025

Gang Leader Wembavha Dze Shoplifting Abatwa

#watch... a group of women caught on camera stealing from a shop along George Silundika.Akanga asina chance vanhu vacho vawandisa pamunhu       1.Murume ane shirt yeblue ne cap ndiye gang leaderA whole shop inomboisirwei munhu 1, ndiye guard ndiye arikuserver maclients how can u expect 1 person to manage all that. Ndozvinoita kana         uchiomera kubhadhara vashandi nowadays nembavha dzazara mumwe ngaaserve mumwe achimonitor zvinhu and vanhu, i dont blame the girl as well on this case many shops nowadays akuisa mushandi neanogara padoor simple

May 20, 2025

Zvanyadzisa Izvi Yoweee

FÅ•om today , l mean kutanga nhasi ndakuziva why they always attack this lady here👇.She is 1000 times better than them. Pa real life chaipo l mean paground chaipo. Not zvekupihwa twumbiri nesocial media zviye , this time taona chisaka wonekwa, Catmom imbovapai sando vachiri kurarama👊👊         . Kune inonzi Funeral kozoita nhamo 🤔.Madam boss wamakisa level rako nderana Marabha, tikuone futi uchida kushamisira coz ahushamisire zvako , My advice siya zvemafuta amai juju aya utsvage mamwe ari nani coz hazvisikuita.         Ko macompany acho asi ahamubhadhare nhaimi ??Zvikomana zviye zvinoda kutengerwa ma black label zvatigonera stereki kuita kudzikisirwa ne boys rekumushaMusashungurire Mai

May 20, 2025

Zvamga Zvakaoma Vanga Vari Ku Madziwa Votaura Zvese Votipa V11

Musashungurire Mai Tt sandivo vati chitunha chivate mutende mubox rinenge mapranga ekubruno Furnitures kungoti Nyaradzo yayichimboita zvekunhamo kwaMugo ndokwaenda all         the nice tents and a nice nyaradzo benz kwete zva BrandAmbassador wema company 32 ariroja. Nyadzi dzokunda rufu.  Kuita kuimbirwa nemahure unongongoona kuti ndezvedzinza. Uuye futi uchiboira boira,,, I’m yr boss       boss matuzvi, treasure my foot😂😂😂😂.Madam boss wamakisa level rako nderana Marabha, tikuone futi uchida kushamisira coz ahushamisire zvako , My advice siya zvemafuta amai juju aya utsvage mamwe ari nani coz hazvisikuita. Ko macompany acho asi ahamubhadhare nhaimi ??

71 72 73 74 75