News

October 05, 2025

Kunyepera Kupusa Chaiko Hazvina Kuzopera Mushe

Kunyepera kupusa chaiko chii chakadaro kana muridzi asina kuisa iwewe woisa manje zvinorevei . It’s good hake akumbira ruregerero awona kuti akatadzamusikana uyu aisa video re lost in ashes kutick tok maiweee ange apinda busy mai tt vatombomu poster vachimutsvaka ndopaazoisa this video         achikumbira ruregerero. But pachokwadi she was wrong zvake musikana uyu why ku leakosa video ndiko kuroya regai mai tt first vadzosa mari dzavo veduwe. She worked so hard for this . Anyway page rake gone maita basa apa I stand with mai tt zvangu

October 04, 2025

accident this morning at the corner of Tongogara and Blackstone road in the avenues

SAD ?| Pane accident this morning at the corner of Tongogara and Blackstone road in the avenues in which a Kombi driver adonherwa neKombi yake ikamupwanya musoro while fleeing from a police motorbike. Afira on the spot.Saka agonei manje ?         Mapurisa anouraya vanhu here ? What amount can be equated to life ?Mapurisa akaramba achisekererwa topera tese kufa akungoda kumamiswa chete.       Zimbabweans are too soft for absolutely nothing.Zvaizvezvi Police yeZm mhata dzana mai venyu mangwanani kusvka manheru nepakati pehusiku

October 03, 2025

Queen Jean Gasho Calls Immigration on King Etehene & Esnath

Social media is buzzing after reports that Queen Jean Gasho — the Queen of Kubala — may have called immigration authorities on King Etehene and his handmaiden Esnath, allegedly over jealousy. Rumors suggest Queen Jean was unhappy about the growing closeness between the King and Esnath. Immigration officials reportedly made a surprise visit, sparking royal drama and online debate. Meanwhile, the Queen has been spotted living lavishly in a 5-star hotel, dressed like a celebrity and owning the spotlight. Fans are divided — some call it power play, others say it’s pure jealousy.   ?? Royal tea is brewing, and Queen Jean is right at the center of it.  

October 03, 2025

Musikana WeMauto Akadanana na Landlord

Pabuda nyaya inopisa iri kufambiswa pasocial media nezvekuti musikana wema uto akatombodanana nalandlord wepamba pavano lodger. Zvinonzi musikana uyu anga achigara muimba iyi kwemwedzi yakati kuti achibhadhara mari shoma sezvo ari muchiuto, uye landlord akazopedzisira ava kumuona zvakanyanya kupfuura semu lodger. Vanhu vakatanga kuona maitiro avo achisiyana—vachibuda pamwe chete, kuita nguva dzakareba vari vaviri uye kuoneka vari muchokwadi chakanyanyisa. Izvi zvakakonzera mapoka evavakidzani nemasocial media pages kutanga kufungidzira kuti pakanga pane chimwe chinhu chiri kuitika pakati pavo chisiri chekugara chete. Zvinonzi zvakare hukama uhu hwekudanana hwakazopera zvakashata mushure mekunge vamwe vakavapopotera nekuti landlord akange ave kushandisa hukama hwacho kubatsirwa

October 02, 2025

Kuwadzana Vana Reynold Mukudzei Matsiwe (3) , Anopa Muzanago (1) and Anotipaishe Muzanago (3).

: A frantic alert has been issued for three missing children in the Kuwadzana Section area of Harare. The disappearance, which is causing widespread concern, was announced on social media this evening, Thursday, 2 October 2025.         The alarm was raised by Bishop Nyasha Manhango of the Bethesda Apostolic Church, who released a public notice addressed to the church’s Secretary General.         Their names are Reynold Mukudzei Matsiwe (3) , Anopa Muzanago (1) and Anotipaishe Muzanago (3). The notice, titled “RE: Missing Children Kuwadzana Section,” urged the community to join in a collective search effort and immediately raise awareness (raise Awareness) of the situation. The key points from Bishop

October 02, 2025

Chiyangwa Arrested in Highlands Harare

Phillip Munetsi Chiyangwa, 26, son of businessman Phillip Chiyangwa, appeared in court charged with possession of 1 gram of cannabis. He and 25-year-old Tanaka Phil Kashambe were arrested in Highlands on Wednesday.         He denied the allegations, claiming the drugs were planted. Both applied for bail, which a magistrate will rule on Friday. Prosecutors opposed bail, while the defense argued they are unlikely to flee.   Via 263ChatVana vembinga varikuvhura large iya

October 02, 2025

2 ZanuPF Galinyaz Kurohwa MuBhaz Twayedza Kutyisa Vanhu Nezita Ra ED

2 ZanuPF Galinyaz Kurohwa MuBhaz Twayedza Kutyisa Vanhu Nezita Ra ED  

October 01, 2025

Sengezo Tshabangu Battling Colony Cancer, Air Lifted To India

Sengezo Tshabangu Battling Colony Cancer, Air Lifted To India         Controversial CCC secretary general, Sengezo Tshabangu, is seriously ill and was flown to India for treatment, a reliable source said. The source           revealed that Tshabangu was airlifted two weeks ago and is currently receiving treatment for colon cancer.   ~263chat

October 01, 2025

Temba Mliswa Challenges VP General Chiwenga Ndirikukupedza Zvandakaita Police Commissioner Chihuri

They came& broke into my car but I'm not one to fear or be intimidated by these theatrics. Ndakatofukwa naMwari neMidzimu. Whoever does anything it will also find him just like former Comm Chihuri or Pres Mugabe whom I warned in a letter. Sending thugs won't work. We move!

October 01, 2025

V11 Video Mauto Vachita Yembwa Vana Vakaoma Ava

V11 Video  Mauto Vachita Yembwa Vana Vakaoma Ava      

49 50 51 52 53