Celebs

July 11, 2023

Wasu Morepower Opfeka Nema G String Amaitt Especially Bhitsu Iyo Vachasvika Yatsakara Wainyanyira

Wasu arikuto pfeka zvese nema g-string afellyYa Kamuchacha achawana bhutsu yava mvemve iyi  Mazuvano akuchena Wasu is even stress freeAkaburitsa rurimi kudai face kunge shato inoda kumedza tsuro

July 11, 2023

Ghost RaLarisa Rooney was Kuti It's Madamboss Sister Fungai Mutisi Wow

Iwe mbuya masiriri mukokoroshi mhanza yezizi Huku yechiboy , gosht rakanzi larisa June ndere nhundiramutsime yepa UK inonzi changamire is peaceful fungai mutisi akaudzwa nyaya dzako na Noster me gongomutoto re pa Ireland yu foced kety kukupa number dza was u nedza na TT and noster she warned you about kufonera vana ga Mai tt uye kumba kea mister waideiko noster she didn't invited you to come to her house it was your request tseke keep on buying Ketty ma drugs one dae is one dae ,

July 11, 2023

Ku SouthAfrica Aunt Joey Wonzi Sure Mukore Uno Kudada Nechikafu Toilet Kurai Taneta Kuona Pantry

Mukore uno kudada negrocery matuzvi aya mukadzi mkuru shameHaina kurongedzwa last week here 🙄🙄🙄ava Mai avawo futi show off yachoNdaizviziva zvangu kuti pane shura richaitika chete 🤞mai iyi kupedza week isina kutipinza mupantry mayo senyika , ndakazviziva hangu kuti pane chatichanzwa hezvo snow yakazofumuka ❄️zvekudonha muJoni! Ani iyeye kupedza week asina kutivhurira gedhe repapantry pake? 😂😂😂Zvaitoshura snow paJoni 🤞😑MaZumba munongorwadziwawo nezvinhu zvisina basa, inga Kim Kardashian aitiratidza walk in Fridge yake wani but Americans havana zvavakataura but isu nekuda kwenhamo yemuZimbabwe munhu adya Ice-cream chaiyo anonzi anovhaira mutikwanire

July 11, 2023

Madamboss Congratulations Dzabu Azvarwa

Congratulations haasisina dumbu uyo ....Mwana wenyika yose akaburuka ...Saka Mai Dzambu matotangira RhianaKo mimba yacho hayizvarwe tizorore here haa imika ndeyenzou here kubva riinhiIsu takangomirira kuratidzwa panobuda nemwanaCongratulations Mai Dzabu 💪Saka Dzabu Mukomana here or Musikana 🤩

July 11, 2023

Mai Maketeni Vakutvaga Mbiri Nezita Ramaitt Everyday Cat Aunt Kudiiko Cat Family Yajamuka

Memory ingotaura nezve maketeni ako usiyane nemunhu ari kuchitokisi chiiko newe asi maidyanana zviweti unoshaya iweI want to uplift cat Family today, everything happens for a reason cat mom will come back stronger let's keep the faith🙏   My testimony "Baba Maketeni had to be dismissed from work to be where we are today. "Hang in there God knows your situation he will remember you! Joy will come in the morning💃   #maimaketeni  #catfamilyaunt  #proudseamstressHaiwawo kwanai vakuti akutsvaga content yei munhu ane mashona chero maketeni ake akasatengwa mashoni anayo yekuisa musoro haakwerete i love dem both felly namai maketeni vamwe mongouya kuzotizunzira weti pano hamuna pekugara futi tumatsi twevanhu

July 10, 2023

Zaka Prince Nox Guni Jail Court After Bail On Credit Card Fraud In Ireland

Instead of getting on stage, Nox was arrested for deception, interviewed and held in Garda (police) custody until he appeared before Judge John Hughes at a weekend sitting of Dublin District Court,” The Irish Sun newspaper reported.  In mitigation Judge Hughes accepted that Nox eventually compensated the hotel for their loss and he paid an extra €100 towards charity. The judge also avoided convicting the singer saying this would impact his ability to tour. In return Nox “agreed to visit and teach the children at the St Andrews youth club in Pearse Street about his music,” the paper added. The “Ndinonyara” hitmaker was released on bail and had his case adjourned until September. The Irish Sun newspaper report also notes that Nox “ple

July 09, 2023

Mai Maketeni Oti Maitt Shamwari Yangu Huya Tiseke UK Uko Ma1 Atanga Mugoni Wemarriage Ndeasinayo

Mugoni weMarriage ndeasinayo hukeyi bhoo here 😂😂Mura wandiregerera!Mai Maketeni we are laughing on behalf of Mura .. Cat Family Woyeee😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣uchadzwa zvakuti murah ndiye problem zvimadofo zvakazara pano sokaa thank God zvaitika feli asipo zvake vamwe ndovarikugopandukirana noise dzega dzega asi vanoti mai vedu ndiwo vane noise 😄memo pauchanoona mai vedu uvaudze kt ayewa Mwari arikudzwa munamato wenyu murandakadzi zvirikuita 😄😄😄Hasiriye wemurume ainzi zum zum anoswera akakiirwa mumba ozo

July 09, 2023

Melody Chikaranga And Liz Choga Drug Dealers Vosungwa Maslay Queen Enyu Aya Vachikwira Ndege Everyday Manje Jeri Ekunze Munouraiwa

Bhichizi be busy posting and flaunting their 'monied' lifestyle mumasocials umu, kwanzi hee we catch flights 🛫🛬 not feelings🤒🤒 manje nhasi chiketchai inda netsikidzi mukati imomo 🙄Nywe nywe nywe my God this my God that muchiita basa rekumhanyisa madrugs mumastreets umu kutowedzera crippling system yeZimbabwe yagara iri crippled kudhara, bloody hipokiritsi!🙄 Dai Interpol yapindira team renyu rese ribatwe. Vamwe varikuruka misoro uko imi busy kugadzirira vanhu poison? Nhuzvatunzva dzevanhu🙄 #MelodyChikarango #MaiGlenn #TrishLizzyChoga #drugdealers #vanhumujeriWotoona umwe achiti vasiyei vakutsvaka kurarama. How do you tsvaka kurarama while uchiuraya vamwe. 😔Jeri kana richienda vamwe zvonzi mune inda asi

July 09, 2023

Tallyn Nox X Wife Oratidza Murume Wake Anova Wemunhu Chokwadi Varume Vanetsa Kuuk

Ndofunga mazozviona kuti panyaya dzevarume masocialites vese havo vakutambura hazvisi ZvaMura wamoseka cheteRegai zvinzi kana uchienda mhiri takurana nemunhu wako zvokwadi unoita gomba reYukeyi vanhu vakatarisa. Kuita kuchinja varume kune mapants kmTasvika palevel rekuti chese chataurwa naShadaya tongoita learn or else we all perish bcoz rate ikufamba nemujolo haina kumbosiyana neye martgs🤣

July 09, 2023

Olinda Iti Mai Maketeni Zimuroyi Mbuya Repakona Ziya Zvekuturika Macurtain Not Marriage Yangu

Uyu she is not happy pane zvukuitika akungonyara hake kunyatsobuda pachena asi mherechi chaiyo ikutonetsa .naaah tht post is kusvotesa mai maketeni bcz post yake yeku Instagram yechi broken heart says it all!!!I also had a feeling it was not true . Olinda doesn’t have time for bibles when things like this happen . She will just go live

100 101 102 103 104