Celebs

July 21, 2023

Vanhu Hamuna Tsitsi Na Greatman Mumwe Omubiira Mukadzi Nekuzvarisa Mumwe Kumubiira Mari Zvakaoma Hazvo

Jealous down mwana takamuona kuita Orchestra Dendera kings chaiko zvisina kupokana mukati 😂Teo zvinotooneka kuti kambivhoo kutadza kutyawo kubirawo chiremaaWebota ari kubatsira... Kana pane mukadzi ane problem seiyo yebota isa comment ndizame kukubatsira kkkkk

July 20, 2023

Mai B Madhumbe Wa Madamboss Vowana Avapa Mari Yestand Ne Business

Unenge uchimbo puhwa mari ko yekut unotonzi garisa chembere yakadai pamakumbo huyai ndikupei mari mai Bee mutange business renyu kwete zvekuswero wacha mabhrugwa emumwe mukadzi changamuka mhai kutochembera kwamuri kuita uku kana imba hamunaBut pa fare munhu u can't be a maid for life even mwana chaiye anokambaira anotarisirwa kusinuka ofamba akaramba ongokambaira for life the parents end up going to see a physio therapistHamusi kuvaziva vasikana vanobatwa zvakanaka ivo vobva vanakawo moyo anopedzisira akukutonga pavana vako coz bond yacho inenge iri that strong akuziva zvese zvinodiwa nevana. Ko makuhwa kunyeya nevana haaa mamaids manyama hamusi kuaziva imiMadam Boss handmufariri  Nyaya yekutora shamwari dzevanhu Nehunyoka ummn Mwarika Mukadzi uyu bodo

July 20, 2023

Cousin Rose Ovhundutsira Noster Kuti Anoita Na 3 Some Noster Oti Ndofumurawo Nyaya Dzako

Cousin Rose stay clearance wadzurirei post yauri wanga uchivhunditsira Noster Richard. Ndati v11 rako ndapihwa ndiri kuriti Nguyen sezvawakaita mwana va mai TT. Uri tsvina iwe kocheni addict

July 20, 2023

Mukadzi Wa Enzol Onzi Dai Kakambopedza Chikoro Kamwana Aka Kakutozvara Apa Enzol Haana Chekubata Kana Stand Zvayo

Kadii katanga kapedza chikoro?.Karikumhanyira kuita mwana Enzo wacho haana kana chekubata vanomupei mwana wacho??Haana kana nestand yese Enzo.Mwana anodawo kuitwa vanhu musiri maroja..Plus sei tisina kuziviswa nezvehurongwa hwemwana uyu pano nhai iwe Enzo?Shuwa kuzoyerekana mwana angonyuka.Asi wakanzwa kuti tirivaroyi?Zvisinei makorokoto.Huye stand unoida Roxy munhu wese haana stand ndofunga une shungu wakafa usina yako kkkkkMusuno maiti havazvare,nhasi vazvara makuti vazvarirei vasati wavaka imba🙌 munotoroya chete imi achipoko

July 20, 2023

Bee Wezhira Nemurume Wako Dai Marega Zvekuimba Hazvisi Zvemhu Wese Mune Chido Asi Chipo Hamuna

Hee zvekuyimba hazvisi zvake Chy chakdaro nhaimi 🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻🙌🏻kana Dorcas wamakamaka arinani kokuzoda kuyimba gospel ndakaseka ahh akakundikana musikana iye akati munhu akaita tumaskirts anenge akutoyimba ndianiko 🙌🏻😭🤣😂😂🤣🤣taiti mashakada afa izvo kupi amukira pana bee iro zi bass ungati amedza gitare ramachesoChokwadi chakanaka inini l don't hate Bee, Mufundisi avo hndinyatsovazive but zvekuimba siirai vamwe pleaseIwe Bee madii mangotinyarawo zvekuimba hazvisi zvenyu ndapota dzokerai muite zvamaingoita kare… Level to level kudii muchinge vanhu vakadzipwa mukuda kusvotesa anani musingagone kuimba

July 20, 2023

Stunner Onzi 43 Years Old Teenager Achalbodii Chaizvo Nehupenyu Hwake Usina Kurongeka Achingoita Zvemahu..re

MAFIRA KUREVA GHOST NATION BY Q Ko mukomana uyu achazombodii chaizvo ne Life yake 43yrs old vachirikuda zveNyengo so.. Madii mamuendesa kuUK aite Nurse kuti aone kushandira Vana wake remangwana ravo since iye zvake zvaramba.. 2 girls Stunner shuwa.. U knw kuti zvikaramba zvakadai Vana vanomitiswa ne kupinda mudzimba nekuda kwe nhamo.. Ngwarira mwananguVarume vanokura here ivava even at 60 anenge achingoda zvembutu

July 20, 2023

Holyten One Muimbi Asingagone Kupfeka Kuita Senge Mbavha Zvinonyadzisa Nyika Dzidzawo From Freeman Hoyo

Mujaya une voice rakaisvonaka pakuimba asi chinjawo mapfekero ako unonyadzisa nyika kupfeka kunge munhu arikuda kupenga hauonewo zvunoita ana freeman kana vachipfeka tedzera zvinoita vanwe naitwotwo turaster twako ndotwunokufurira kupfeka kunge munhu arikupenga uchingovhura tuminho kunge twenbudzi naikako kakadzi kako kachitadza kukutsvakira hembe svinhuAaa sure ndamboda kuzvitaura hangu sure kupeka sokisi pedzisa shangu ikati musandiporovhokaTaurai henyu yooo angaite zvingani chihure nektenga fashion ndosaka achiita semupengo kdai

July 20, 2023

Ginimbi Pfuma Yaakashanda Yese Kupadzwa Na Nelia Kana Imba Yeku Domboshava Akutotengesa Dreams Vakatengesa Zvese Kuparara In 3 Years

  Nelia Saka in less than 2yrs zvakakoniwa kuti uite Manage Hupfumi hwakasiiwa naMkoma G.. Saka Dreams akusisina, Ferrari ne Lamborghini ma parts atove ne Rust? Guva RaGinimbi rakutodhirika? What went wrong, Baba venyu paakataura achiti mukomana ndaisa enda kumba kwake, aidarika nemota ndirimumunda asingamhorese saka it's true zvaive zve Mushonga.. So iwewe Wacho ukudii.. Im worried about u...Akaendepiko Neria mazuvano ati zii? KuDreams kuya vanhu vaitevera zita raBoss G chete kufa zvakabva zvarovaPublic figure isingagone kubata hupfumi mushe. Kukundwa nesu matofo eform 4, dai ndave kure izvozvi. Kungwarira kuisa manzwara anenge mapegs akatsveyama. Chake kudya mari asingazive kuti business needs discipline and maintenance. Huya kuno dofo tikudzidzise business isuSkeleton

July 17, 2023

1 Year 8Months 17 Days Mellisa Makwazha Senyika Tetivhida Kuziva ZviiZvimenge Zvichiitika And Ndiye Wawaita Move On Naye Here Uyo

Saka uyu waunaye apa ndiani Mellisa???.Wakatomover on here?.Sei usirikutiudza hurongwa hwako pano naJose?.Hatiregi kubvunza titoriwo anaChandagwinyira kusvika watipa answer.Wakambowiireiko uchitishainira nemarooro ako anga ainanaJah Prezha nanaZozo??.Waizviitirei kana waisada kuzobvunzwa kuti how far??Iyezvino pave ne 1 year 8 months 17days kubva musi weroora pasina kana hurongwa hwawatizivisa.1 year 8 months 17 days😂😂😂I was waiting for this kkkkk Changamire vanoda hurongwa wemunhu pano😂Hanzi nehomwe yenyika roora rakadzoserwa kumukuwasha aisada kuchataIchokwadi changamire, toda kuzivawo sevanhu takaziviswa zvekuroorwa kwemunhuMunyori mind your bhizimisi aaaaaaa she doesn't owe anyone an explanation kuti life yake yazodai

July 17, 2023

Tete Mildred Ndiye Akadestroyer Maitt Kumupa Mari Yechema Kuti Aroorwe Nayo Zvaxvine Huroyi Mukati Zvinoshamisa Zvinotyisa

Tete Midred ndiye akadestroyer Feli. Zvakamboitwepi kti mari yeroora inokweretwa.CHOKWADI 💯Mildred she’s not even shy 🙈 Magogo mazinho apera mukanwa kudonha miromo mheno kunge istroke 😂Kuita maLIVE after LIVE kutswaga mari through maStars nemsoro kunge mrume/she’s broke magogomai tete vakataura zvakaitika kuti tete vape tinashe mari so ukuita sekunge hauna chawakanzwa plus mai tt havasi mwana mudiki wekunzi dai pasina nhingi dai imba yake natinashe yakamiraTete let's be realistic, you da one who destroyed Felly not Girie. You were spoiling her with money not telling her the real truth about life. You borrowed her and Tinashe money to pay her lobola as an auntie u were supposed to say no. Da reason why u borrowed them coz u wanted to control them n be

98 99 100 101 102