Pliz hide me kana moPoster. Pick n Pay, kunyanya vepaAspindale, vakadzinga maTill operator 12 at the same time. Mhosva ichinzi makaita fraud. Fraud yacho ndeyekuti maisiirwa mari nemaCustomer musingataure, apa mari dzacho maCents. Vazhinji vakadzingirwa ma20 cents chaiwo. So vaiForcer vashandi kuti unoto resigner or woendeswa kuPolice. MaResignation letter akanyorwa under duress. Chinonetsa ndechekuti manager aripo naAssistant wake vese vanyowani, saka vakadzinga most of the old staff, vakasiya vavo wavakanga vapinza basa. Even though vaingoitawo zvekusiirwa mari asi havana kuvadzinga basa. Again, pane issue yemusikana aiva ari pregnant. Saka kwaaishandira aiswera akamira; akakumbira kuchinjwa,
Baba Tensen Nhai Mwari Mhanyai kwa Sis Melly kune vanhu vakaisirwa Chidhindo chepa Clinic pa Passport na Baba TensenVanhu havanzwi ndatomboona umwe achivatuka mucoment section achiti topa munhu watoda mapssport edu apa vanga vataura nyaya yekuti siyanai nekupa baba Telcen mapassportI blame the people cos everyone just trusts ma ferebhu for no reasonPassport chimbori chinhu che kuti upote uchipa munhu here maZimba zvimwe zvinhu potai muchiita moga.Mumwe achafira mujeri.But munhu unopa munhu akaita sababa Tensen passpprt unenge uchida kuedza kuita sei chaizvo .Ivo vanhu varikuvapa maPassport ndovasina kukwana
Nyaya iyi yakora muto chaizvo ??! Olinda akazoburitsa zvese pamusoro paTytan, achibudisa zvakavanzika zvekare zvavakamboita pamwe nekuti sei vakaparadzana. Zvinonzi mukadzi uyu akatsamwa mushure mekunge Tytan atanga kufambidzana nemumwe musikana achinyarara, izvo zvakaita kuti Olinda abude pachena pa social media achitaura zvese zvakamurwadza. Vateereri vepa Facebook neInstagram vari kungoti “Zvazopera—Tytan ofumurwa zvese!” ???♂️?
Jah Bhobho AfarisaPashata Jah bhobho Vobata bombshell Geza Panonaka Hanzi Pasi Newe unotuka President Mnangagwa 😱😱🇿🇼🇿🇼Dai aperera ku comedy mufanha uyu. Geza addressed real issues affecting the mass- hupenyu hwevanhu haudi comedy.Iwe mufana iwe , unozvizivira kupi zvaurikutaura,,,,uchazvimba, kasi watengerwa FreezitVamwe vanhu vanoita zvekutamba ZANU inokudya secheppies kana waota yokurasira kure totsika zvedu isu rarohwa nezuva rotatamuka kkkkkPolitics yakashata aita mwanaDzungu Kudzai Chipanga 2017 ummmm dzikama mwana wamai
WATCH A man was recorded shouting offensive words at a Chicken Inn employee after a misunderstanding. Hamudi mahure muma food outlets vanoona senge munhu wese anoda kukecha ku malloti kwavo everytime panotengwa chicken innVasikana vemu Chicken inn imwe rough yavo ungati vakatakura denga Miswai mhani murimbwa dzevanhu pfutseke???Zvisikana izvi zvinoshaina hamusikuvaziva kuita semunhu anhongwa murankTeam racho rine kasystem kekutreater macustomer kunge ex akarova hit and run, kunge une mhosva
Zvese Bvuu Olinda Speaks Ndikafa ⚰️?Tytan Handidi Kumuona Pamariro Angu ???♂️Anonyepa & Anorwadziwa Na Stunner my Husband Ndiye Ane Siki
Huyai muone akapondwa uyu mushure mekubatwa nechikomba haaa pakaipa ndati video is coming ???Chihure siyai vanhu unofaHaaa kuhurira murume wako hakuna kumbonaka asi, she got what she deservesIpapa kubvunza murume haana kana kuroora guys kana murume akaroora hatomborovi kudai anoziva kwekuenda nenyaya yakeHahahha kutovera munhu chake here veduweee hahahh varume dzidzai kuregerera handiti chakasiwapo here aaaah kuuraira munhu chinhu chisingapere ummmmmmm muchinamatirawo vakadzi venyu vasapinde pamuedzo ndisataniIye muridzi wemukadzi aitoti ndine mukadzi ane tattoo pachidyaaa
This happened in Mkoba 10, Gweru. This older man involved in a counterfeit currency syndicate was caught attempting to buy items worth around US$10 using a fake US$100 note. When the shop attendant was still trying to verify if the note was genuine, the man tried to grab the change from her hand and flee. However, he was caught before he could exit the shop. A crowd quickly gathered outside, eager to teach him a lesson, but fortunately, he was rescued from them. His accomplices managed to escape. Full video available on Dir Sitah's page.
R.I.P. GUITAR MAESTRO DAVE NDORO We regret to inform the Zimbabwe Jazz community, the Zimbabwe music industry, and the media about the death of Mr Dave Ndoro, a veteran jazz guitarist best known for his work with The Luckstreet Blues Band. He passed away two days ago at his home in Mbare, and people are gathering at 16 Rakajani Road in Mbare. Spoken Word Ministries in Belvedere will hold his funeral service today at 6 p.m., followed by a burial at Glen Forest Cemetery tomorrow at 2 p.m..Zimbabwe’s music fraternity is mourning the death of one of its most gifted and soulful jazz musicians, Dave Ndoro, who passed away at his Mbare home in Harare early this week. The news
Unit L pagomba we have been robbed ? Rest In Peace mukoma Rocky, vakanaka ndivo vanoenda???Bamukuru vangu mafa rufu runorwadza ,maive munhu aitifadza nguva dose always joking zvenyu. Pandanzwa shoot rerufu ndabva ndangokuonai mumeso angu muchiridza muridzo wenyu kuimba soing "mutanda webhasikoro" zororai murugare haaaa tarwadziwa semhuri