Vanhu Voti Shema TV and Teo events dai mambomira zvekuda drama nekuda kuchatosa Mai Ruva nababa Ruva varwere musha vese vanoda chipstara not zvanuri kuita. Shema dai ambobatsira Mhuri yana baba Ruva yese Kuiendesa ku psychiatric hospital.
Munyori oti Justice for tete Mildred let's go fund her mari yake muchidimbu tirikuti tete Mildred married Kamuchacha ,maitt mukadzi wayete Midhu she paid loyola for Kamuchacha. Aah mumhu akaroya felustas senyika chimunzwirawo tsitsi ofawo here arimunhu wekupemha nekupona negwakumukwakuu.
Munyori oti "Hanti mamuona Shema wenyu akubuditsana neweti dzevanhu kunyadzisa mhuri iyoyi oti kuvatambisa jiti nekungoimba imba every 2 seconds otizve kuvamakisa ne Zimbabwe yese zvimwe hazvisi zvekuposta. Anyway Mai Ruva vanoda kumborohwa zvekuti vanomhanya vachi zviitira wetii.
Ruzhinji rwoti relationship ya Zimpraise Joseph Madziire and Mellisa Makwazha Mai Elder yakashaker 2 years varoorana asi havagare vese chii chingadai chirikuitika. "Based on their relationship Joseph and Mellisa unotoona kuti mbuya Neganda havasivo vega vakafira mahara dzaroce 2 years achifuga gumbeze naamai vake apa akaroorwa at the same time Melisa chii
Bee Wezhira oti Ave kutosvotwa nemarriage and wedding isina kana one months chii chakadaro chinenge ngozi.This is supposed to be the happiest days of her life honey moon phase zvino zvikatptanga kusvota zvadhakwa. She said" Mamood Manyama waking up annoyed for no reason mumwe nemumwe ane day raanongomuka akamudhura".
GreatHope Ya Moreboys Writes their condolences to the deceased family "My deepest condolences for the loss of colleague and brother Mr Vivian Khumalo he was shot deadwhen he was at his parlour yesterday morning 4 bullets were fired at him and he couldn't make it he died on the spot.
Vanhu Voti ndiye Tinashe Maphosa umaga batista mumami husband yamaitt diaries achena musoro .Haneno vanobatwa kumeso ne toddler face inenge ine filters nhadi auya ari pahasha ari yeke asi arikuitei kumba kwasamaz.
Nox Guni Zimbabwean artist Oudzwa kuti Sure Makore ese aya uri International artist kutadza kutengera sekuru vako suit yakanaka kwayo , kwakuvatengera bhero rinenge mapapu eshato kudaro. Mazimbabweans zvakatiomera vatirinayo zvavo suit yacho.
Maitt vonzi mari iyoyo yauri kutenga make up ki yekupa vanhu wadii kuibhadhara chikwereti.vanhu vemarounds imi sei muchidhererwa kudaro bhadhara zvikwereti. Izvi zvazotaurika mushure mekunge maitt vati I will give 10 people make up kits.
Vanhu voti maitt mapiritsi eku uk haasi kuvabvuma and varume vakashinga mudzimba umu. Munhu kana uripachirongwa chimbozorodzawo chiweti chako kuitira load yako zvino uyu another from one man to another murandanyoro.pakadai hapana chinobuda zvacho anongowanza filters to cover maundy.