News

April 11, 2023

Bobrisky Nigerian Ngochani Oudza Na Swagger I Love You My Role Model I'm walking In your Fits

Bobrisky Nigerian Ngochani oudzwa newedu Zimbabwean swagger .I love you Bobrisky you are my role model I'm walking in your fits . Chirungu chaswagger chinoshoresa Zimbabwea kuti mukoman vakaenda grade seven here chokwadi ,zvakzoma hazvo .kuda kunyadzisa Internationally nechirungu chakatyorwa anyway will these make a good couple lol

April 11, 2023

Maitt Felistas New Baby Dady Gilbert Batsiraka Murandakadzi Kubhadhara Zvikwereti Zvemuchato WaUmaga Batista Mukwenyi Maphosa

Vanhu voti Gilbert Kandiiado chibatsiraka maitt kubhadhars zvikwereti zvemuchato wa umaga aka Tinashe maphosa . Nekuti kana wada munhu chida munhu nema problems ake iwe unemari mu uk umuu .

April 10, 2023

Mudiwa Hood Onzi Usatipire Vakomana Vedu Pressure Iwe Uchiziva Uri Mbavhaa Ye Zanupf Zimhanza Rinopenya Usanyepere Vanhu Kuti Hauite Zvepolitics

Musician Mudiwa hood itukwa nevangu mushure mekunge ati haaite zvepolitics anoita zvekuimba ."anoimbeiko mudiwa hatina kana song yake one yatinoziva" Mudiwa busy kupa vana Giribheti wedu pressure iwe uchiziva kuti urimbavha.unoziva here kuti kunana Giribheti hustling day and night mari yavanokwanisa ndeyefood chete.Mudiwa uri muzanupf secret supporter.

April 10, 2023

Vanhu Voti Madam Boss Looked Bored At The High Tea Vakamanikidzwa Kuenda Aunt Jenny Was Dull And Boring Zvangazvakadhakwa Pafeya Vanhu Vashoma Pasina Mufaro

Vanhu voti Olinda akananikidza Tyra zve high tea panwe haana kutonge abhadharwa nokuti akanga adiri kufara kana kutozvida. Vanhu voti malice aketina aitonakidxa pane ku high tea Gaykie anga akapfekeiko,olie kuzvida she wasn't friendly,aunt Jenny was dull and boring. High tea yegore rino zvazvakaoma kusina vanhu and vashoma vaiko vacho vanga vasina mufaro.

April 09, 2023

Maitt And Chiranga Mapenzi Batitsa Mukwenyi Tinashe Happy Wedding Anniversary Nhasi Ndozuva Rakapembera Nyika Yese

Felistas and Tinashe 9 April 2022 last year ndopakapembera nyika yose ichifarira chiitiko chemuchato wababa namai maphosa mushure mukenge vaita muchato we 100 000 usd yezvikwereti. Vakachata muchato unoshamisa kusheedza Kelly khumalo southafrican musician ,helicopter ride ,flying cakes 🎂,flags of all countries there.

April 09, 2023

Makhadzi Angatadze Neiko Kutemwa Nemabhidhoro Iye Achiuya Akashama And Achitidzira Vanhu Disk Rine Mascratch Ana Wasu Haadi Kujairirwa Vanhu Varikuda Mari Dzawo

Vanhu vekwa Mutare not happy with Makhadzi and Dj Fantan they are complaining mari dxavo dzava kabhadhara and she only play music 1 disk rine mascratch . Zvinova izvo zvakaita azotemwe nemabhodhoro ,people complaining to promoters kuti munhu angauya pa stage na 2am obva after 5minutes ndikujairira kaa ikokoo. Anyway why kusheedxa ma Southafrican isu tine maartist hobho muZimbabwe which of our artists akambosheedzwa nema Southafrican 

April 08, 2023

Jackie Ngarande Taka Chimaster Chigame Ichi Oudzwa Da Wakachimaster Wakaroorwa Kare But Varume Vanotokutiza Kutya Noise

Jackie Ngarande oudzwa nema fans varume havede noise dai wamboenda kuma voice lessons ,Hadzvadzi yafortu pamwe ungaroorwa nekunaka kwese uko kushaya anokuisawo pakichen. Iwe uchiti waka master chigame chacho zvakaoma hazvo .

April 08, 2023

Holyten Ozviti I'm The Father Of Zimbabwe Music Enzo I shall Ozviti I'm The Grandfather Vaviri Ava Dai Vambodzikama

Enzo na Holyten vavekuda jukura nusoro mushure mekunge vaenda ku Uk kushow vakuzviisa pa level risiri ravo.Hatisi kuramba kuti these 2 are good artists but nldai vazombomira kuzvikwidxa ndege dzemashanga vachiri pwere mu industry. Enzo Ave kuzvit I'm the grandfather of Zimbabwean music industry uyuwo Holyten Ave kuzviti I'm the father of the industry. The tinoziva baba vavo winky d big man ndiye mudhara vavo naba Jah prayza.  

April 08, 2023

Makhadzi South African Artist Wemuchongoyo Shamwari Ya Lorraine Guyo Otemwa Nemabhodhoro Akawanda KwaMutare MotoringClub Dj Fantan Anozomutakura

Last night at Makhadzis show at the  Manicaland Motoring Club ,vanhu vekwamutare vakangojamuka show yave pskati ndokutanga kungotema muimbi Makhadzi nema bhodhoro ,bottles and cans were raining on the stage. Makhadzi who was really doing well at the stage alongside dj fantan akatoxumisa show awona angatofira pastage,Fantan akazosimudza Makhadzi kuenda naye baba fifi vakaitawo Gentleman fabtan hwanda.

April 08, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Otukwa Nevanhu Kutadza kutengera Your Unborn Baby Kana Mabaloon Zvawo Hurombe Hwako Hunonyadzisa

People not happy with Ngoni the way he is doing kuna mai vemwana wake munyori oti "wakatadza kuitira Tyra chero gender reveal zvayo.Mabaloon anomboita mariiko nhai iwe Ngoni mongosungirawo pamuti .Mai bee vobika keke urombe hwako hunorwadza

44 45 46 47 48