News

April 08, 2023

Mai Tt Kosei Muchingoda Kusvirisa Pese Pamasvika All Night Fighting With Me For Gilbert Mukadzi Wacho Ndiye Anetswa

Munyori oti maitt seiko miri kunetsana nevanhu mu πŸ‡¬πŸ‡§ UK nenyaya dzemujolo ndidzo ndinokunyudza now tek tel nembororo. This woman ka pse paasvika anokwirisa chete .Gilbert's wacho anezvivindi zvake ndezvei. Mukadzi waGilbert message below 

April 07, 2023

Zimbabwean Youth Said Zanupf Ikahwina 2023 Elections Hatichapfeka Ma Condom Kusiri Kufa Ndekupi Vana Vevhu Vatambudzwa

Vana vezimbabwe vashungurudzwa ne government ye Zanupf vakungoita mutoriro no jobs ,no clean water,hospitals are dead ,Zimbabwe currently is one of unhappiest country in the world also its one of the poorest countries yet we used to be the bread basket 🧺 of Africa. Chinonyanya kurwadza ndechekuti mbavha vanongoba we have all the riches all minerals zvese but ma you ajamuka akuti "Zanupf ikahwina 2023 hatichspfela macondom kusiri kufa ndekupi"it is sad. Ngaapinde hake mukomana chamisaa chete chete

April 07, 2023

Kuti MaZimbabweans Akaiswa Muhari Yemushonga Na Dambudzo Or kutongozungaira Gold Mafia 3 Yabuda But Vanhu Vakangoti Zutu Chiiko Takadyisweiko Senyika Kupata

"Kuti Mazimbabwean takaiswa muhari yemushonga here or kupusa" Dady Hopewell ask? Chiiko nhai vana vevhu chinodaro senge ngozi chokwadi tinosvika riini tichiitwa zvikorobho munyika yedu neZanupf chokwadi che Gold Mafia ndochaifanira kuti ngwadza but takangonyarara senyika kusvika riiniko takangopusa. Anyway register to vote πŸ—³ moziva pekuvhotera we need change.  

April 06, 2023

Sekuru Ndunge Tell Dambudzo Mnangagwa Mazuva Ako Aswedera Vadzimu Havasi Kufara Newe Gore Rino Ndiro Rekupedzisira

Sekuru Ndunge  voting Mazuva ako Mnangagwa aswedera uchazondiudza wega ndakakuudxa kuti hauna kungwara.Vadzimu venyika havasi kufara newe iro gore rino ndiro rako rekupedzisira. Gore rinouya unozviona ndingatopisa machira angu ese paya ndakakufonera watuma vakomana vako. Ruzhinji rweZimbabwe rurikungotonamatira vandunge ava cozy vangu vaneta naDambudzo.

April 06, 2023

Zvemashamwari Muchazvirega Enchantress Onzi Ave Kudanana Nemurume Weshamwari Yake Boss Lady Chichi Zvakaoma Chihure Chacho

Close friend of Natakie yabudisa nyaya yinoshamisa iyi yabva yati "Nekuti raneta kushandisa muntu wa bosslady Chichi wekugadzirisa kuzasi ,pakazvara Chichi hauna kononoona mwana weshamwari yako nekuti uri kudanana na George murume wake musi uno waive ku jorbug uchiita shopping murume waChichi aka ku bookira hotel mukaswera muchisvirana.waiseka kuti yoni herb yake inodhabhisa beche. Unozviitirei kuda kuparadza imba yeshamwari yako unehutsinye 

April 06, 2023

Homwe YeNyika Tatelicious Zvaave Pornstar Oti Mboro Dzeku Zimbabwe Ma1 Kuita MiGondorosi Mushure Mekunge Aona Sikarudzi Dzenyika Dzakawanda

Tatelicious our favourite homwe yenyika ave kuita zveporn mazuvaona watch below and she or he is charging 15usd kuti varume vane Easter sika rudzi yake yaakagadzirisa. Anyway mushure mekunge aita porn dzake  dzaakaonekwa nevakawanda akazoti "mboro dzeku Zimbabwe ma1 kuita migodhorosi yemboro ,Zimbabwe kanyika kanofaya veduwee. Dzimwe nyika kwaita kamboro kechibhoyi karamba kumuka kada kutanga kayamwiwa kuita kastte churu start  yaaa" . Our Queen Tatelicious πŸ‘ΈπŸΎ is proud of Zimbabweans men.

April 06, 2023

Vanhu Vobvunza Olinda Ko Howfa Nemari Ya Shema Ye Go Fund Hona Shema Ave Kutengesa Kascoro Koro Ke Motokari Yake Iwe Uchitenga Benz

Vanhu vakabvisa mari ye go fund me to Olinda Chapel for Shemas car havasi kufara mushure mekunge Shema Ave kutengesa motokari and olinda atengawo mota yake. Someone said "Go fund me for Shema yaive yavo yekuti vapedzise mota". Olinda Chapel how far nemari ye go fund Shema avekutengesa mota. Facebook people need answers panyaya ye 8000 pounds yakabviswa nevanhu.

April 06, 2023

Shema Ochema Chema Ave Kutsvaga Anotenga Verisa Kascoro Koro Kemota Yake Asi Olinda Ane Mari Yaake YeGofund

Zvinonzwisa tsitsi uye zvinopa vanhu hasha vakabvisa mari yego fund me to Olinda for Shemas Car πŸš— mushure mekunge Shema anyora kuti. "Ari kuda kutenga Verisa Ndibate .Ini ndapera gangu mari yekugadzirisa.Yaita same problem ye Head ne head gasket,mari dzacho dzandiwandira  Mabuyer huyai  ndakumboita zva bus 🚌 ini. Justice for Shema tirikuda kuona apiwa mari yake.

April 06, 2023

Macitizens Achema Chema Tino Katsande Studio 263 Actress Oti Vanhu Vasvatuka Nenhamo Voti Dear Gold Mafia Dai Magadzirisawo Zvipatara Vanhu Varikungofa Mune Moyo Yakaipa

Vana Vevhu vashungurudzwa nembavha dze Zanupf zvipatara hazvina mishonga and machines to use vanhu vachishandisa mari yenyika kugutisa matumbu avo ne campaign kudenga kuna Mwari. Tinopona katsande said "Dear GOLD MAFIA ,DDRUG DEALERS ,RICH COUSINS,BIG BOYS CREW, please tirikukumbirawo mutigadzirirewo zvipatara Vanhu varikufa nguva yavo isati yakwana.

April 05, 2023

Fadzai Mahere Said Zanupf Is Abusing The law They Arrest Vanhu Vasina Mhosva Job Sikhala And Citizens Makangonyarara

Nhai vana vevhu muchazopepuka zvaita seiko Job Sikhala akasungwa yet mbavha dze gold dziri kutofamba kunze maZimbabweans takapusa chaizo tichatongwa ne Zanupf kusvika taona moto madhongi Ave nenyanga. Fadzai mahere CCC spokes person said Zanupf arrested Job Sikhala detained him at Chikurubhi maximum prison.Zanupf is abusing state institutions to deny him bail .Zanupf used his arrest to cover up gruesome murder of CCC members .Zanupf has rendered him a political prisoners for 292 days. It is really sad 

45 46 47 48 49